Joere 2:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana ʋaciȿika, ʋanhu ʋose ʋanotya kwaɀo, ɀiso ɀose ɀinoceneruka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Kana vachisvika, vanhu vose vanotya kwazvo, zviso zvose zvinocheneruka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pakudziona marudzi avanhu achatambura, zviso zvose zvichati suruduru! Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pakudziona marudzi avanhu achatambura, zviso zvose zvichati suruduru! Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pakungodziona chete, ndudzi dzose dzinotya; vose vanocheneruka kumeso. Ver Capítulo |