Joere 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Pakuʋonekwa kwaʋo ʋakafanana namabiza; saʋataȿi ʋamabiza, ndiko kumhanya kwaʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Pakuonekwa kwavo vakafanana namabhiza; savatasvi vamabhiza, ndiko kumhanya kwavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Dzinotarisika samabhiza, dzichimhanya samabhiza ehondo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Dzinotarisika samabhiza, dzichimhanya samabhiza ehondo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Pakuonekwa kwadzo dzakaita samabhiza; dzinomhanya samabhiza ehondo. Ver Capítulo |