Joere 1:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Cemai semhandara yakaɀisuŋga ciʋuno namasaga nokuɗa kwomurume woʋumhandara bgayo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Chemai semhandara yakazvisunga chiuno namasaga nokuda kwomurume woumhandara hwayo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ungudzai semhandara yakapfeka masaga iri kuchema chikomba chayo chousikana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ungudzai semhandara yakapfeka masaga iri kuchema chikomba chayo chousikana. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Chemai semhandara yakapfeka masaga inochema murume wouduku hwayo. Ver Capítulo |