Joere 1:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋudzai ʋana ʋenyu iɀoɀo, ʋana ʋenyu ʋaʋudze ʋo ʋana ʋaʋo, naʋana ʋaʋo ʋaʋudze rumŋe rudzi runoteʋera. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Udzai vana venyu izvozvo, vana venyu vaudzewo vana vavo, navana vavo vaudze rumwe rudzi runotevera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvirondedzerei kuvana venyu, vana venyu vaudzewo vana vavo, vataurirewo chimwewo chizvarwa, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvirondedzerei kuvana venyu, vana venyu vaudzewo vana vavo, vataurirewo chimwewo chizvarwa, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvinhu izvi zviudzei vana venyu, uye vana venyu ngavaudzewo vana vavo, vana vavowo vaudze chizvarwa chinotevera. Ver Capítulo |