Genesi 9:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 neɀipenyu ɀose ɀinemi, ɀinoti, shiri, neɀipfuwo, nemhuka dzose dzenyika dzinemi; ɀose ɀinoɓuɗa paareka, idzo mhuka dzose dzapanyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 nezvipenyu zvose zvinemi, zvinoti, shiri, nezvipfuwo, nemhuka dzose dzenyika dzinemi; zvose zvinobuda paareka, idzo mhuka dzose dzapanyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 pamwechete nezvipenyu zvose zvaunazvo, zvinoti: shiri nezvipfuwo nemhuka dzose dzepanyika dzinewe nezvose zvabuda mungarava nemhuka dzose dzapasi pose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 pamwechete nezvipenyu zvose zvaunazvo, zvinoti: shiri nezvipfuwo nemhuka dzose dzepanyika dzinewe nezvose zvabuda mungarava nemhuka dzose dzapasi pose. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 uye nezvisikwa zvipenyu zvose zvakanga zvinewe, shiri, zvipfuwo nemhuka dzose dzesango, dzose dziya dzakabuda newe muareka, zvisikwa zvipenyu zvose zviri panyika. Ver Capítulo |