Genesi 9:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Mŋari wakaropafadza Noa naʋanakomana ʋake, akati kwaʋari: Ƃerekai, muwande, muzadze nyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekai, muwande, muzadze nyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mwari akakomborera Nowa navana vake akati, “Berekanai muwande muzadze nyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mwari akakomborera Nowa navana vake akati, “Berekanai muwande muzadze nyika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekanai muwande uye muzadze nyika. Ver Capítulo |