Genesi 8:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ipapo akabururusa njiʋa paakaŋga ari, kuti aʋone kana mvura yaserera panyika; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Ipapo akabhururutsa njiva paakanga ari, kuti aone kana mvura yaserera panyika; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akazotumawo njiva achida kuziva kuti mvura yapwa here panyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Akazotumawo njiva achida kuziva kuti mvura yapwa here panyika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo akatuma njiva kuti aone kana mvura yakanga yaserera kubva pamusoro penyika. Ver Capítulo |