La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 8:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Mazuʋa anamakumi manna akati apfuʋura, Noa akazarura windi reareka raakaŋga aita;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Mazuva ana makumi mana akati apfuura, Noa akazarura windo reareka raakanga aita;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Shure kwamazuva makumi mana, Noa akazarura windo raakanga aita muareka,

Ver Capítulo Copiar




Genesi 8:6

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios