Genesi 8:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ƃuɗisa ʋo pamŋe cete newe ɀipenyu ɀose ɀenyama ɀinewe, ɀinoti, shiri, neɀipfuwo, neɀinokambaira ɀose, neɀinokambaira panyika, kuti ɀiwande panyika, ɀiɓereke, ɀiʋe ɀizhinji panyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Budisawo pamwechete newe zvipenyu zvose zvenyama zvinewe, zvinoti, shiri, nezvipfuwo, nezvinokambaira zvose, nezvinokambaira panyika, kuti zviwande panyika, zvibereke, zvive zvizhinji panyika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ubudewo nezvinhu zvipenyu zvose zvaunazvo zvinoti, mhuka dzose neshiri nezvipfuwo nezvose zvinokambaira nezvinozvova napasi, zviite zararira kuwanda panyika, zviberekane zviwande panyika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ubudewo nezvinhu zvipenyu zvose zvaunazvo zvinoti, mhuka dzose neshiri nezvipfuwo nezvose zvinokambaira nezvinozvova napasi, zviite zararira kuwanda panyika, zviberekane zviwande panyika.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Budisa mhando dzose dzezvisikwa zvipenyu zvaunazvo, shiri, mhuka nezvisikwa zvose zvinokambaira panyika, kuitira kuti zvibereke uye zvive zvizhinji pamusoro payo.” Ver Capítulo |