Genesi 7:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuʋa anezana namakumi mashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuva ane zana namakumi mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mvura zhinji yakafukidza nyika kwamazuva makumi mashanu. Ver Capítulo |