La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 7:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 ɀinhu ɀose, ɀakaŋga ɀinokufema kwomŋeya woʋupenyu mumhino dzaɀo, ɀose ɀakaŋga ɀiri pakawoma pasi, ɀikafa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 zvinhu zvose zvakanga zviine kufema kwomweya woupenyu mumhino dzazvo, zvose zvakanga zviri pakaoma pasi, zvikafa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvisingagare mumvura zvakapera kufa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvisingagare mumvura zvakapera kufa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Zvinhu zvose zvakanga zvino kufema kwoupenyu mumhino dzazvo panyika zvakafa.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 7:22

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios