Genesi 6:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi Noa wakawana tsitsi pamberi paJehova. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Asi Noa wakawana tsitsi pamberi paJehovha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi Tenzi akafadzwa zvake naNowa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi Tenzi akafadzwa zvake naNowa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi Noa akawana nyasha pamberi paJehovha. Ver Capítulo |