Genesi 6:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Mŋari akaʋona nyika kuti yakaʋora; nokuti ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋaʋodza mufambiro waʋo panyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Mwari akaona nyika kuti yakaora; nokuti vanhu vose vakanga vaodza mufambiro wavo panyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mwari akatarisa panyika ndokuona kuti paora kwazvo nouipi nokuti vanhu vose panyika vakanga voita zviito zvakaora. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mwari akatarisa panyika ndokuona kuti paora kwazvo nouipi nokuti vanhu vose panyika vakanga voita zviito zvakaora. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Mwari akaona kuti nyika yakanga yaora sei, nokuti vanhu vose panyika vakanga vaodza nzira dzavo. Ver Capítulo |