Genesi 50:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ƃaɓa ʋaŋgu ʋakandipikisa, ʋaciti: Tarira, ndofa; mubgiro bgandakaɀicerera munyika yeKanani, ndi’mo maunofanira kundiʋiga’mo. Naiɀoɀo ɀino ɗonditenderai henyu kuti ndikwire, ndindoʋiga ɓaɓa ʋaŋgu, ndigodzoka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 ‘Baba vangu vakandipikisa, vachiti tarirai, ndofa, muhwiro hwandakazvicherera munyika yeKenani, ndimo maunofanira kundivigamo.’ Naizvozvo zvino donditenderai henyu kuti ndikwire, ndindoviga baba vangu, ndogodzoka.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 baba vangu vakati, ‘Ini ndava kufa. Ndine guva rangu randakagadzira riri kunyika yeKanani. Zvino iwe nditsidzire kuti uchazondiviga muguva iroro.’ Saka zvino ndibvumireiwo kuti ndiende kundoviga baba vangu ndigozodzoka zvangu kuno.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 baba vangu vakati, ‘Ini ndava kufa. Ndine guva rangu randakagadzira riri kunyika yeKanani. Zvino iwe nditsidzire kuti uchazondiviga muguva iroro.’ Saka zvino ndibvumireiwo kuti ndiende kundoviga baba vangu ndigozodzoka zvangu kuno.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 ‘Baba vangu vakaita kuti ndipike mhiko uye vakati, “Ini ndava kufa; mundivige muguva randakazvicherera munyika yeKenani.” Zvino regai hangu ndikwidze ndinoviga baba vangu; ipapo ndigozodzoka hangu.’ ” Ver Capítulo |