La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 5:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 akamutumidza zita rinonzi Noa, aciti: Uyu ucatiʋaraidza paɓasa reɗu napakutambudzika kwamaʋoko eɗu, ɀinobva panyika yakatukwa naJehova.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 akamutumidza zita rinonzi Noa, achiti, “Uyu achativaraidza pabasa redu napakutambudzika kwamaoko edu, zvinobva panyika yakatukwa naJehovha.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 waakatumidza zita rokuti Nowa, achiti, “Mwana uyu ndiye achatizorodza mwoyo pabasa redu rakaoma ratinotambura tichiita namaoko edu zvakakonzerwa nenyika yakapiwa rushambwa naTenzi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 waakatumidza zita rokuti Nowa, achiti, “Mwana uyu ndiye achatizorodza mwoyo pabasa redu rakaoma ratinotambura tichiita namaoko edu zvakakonzerwa nenyika yakapiwa rushambwa naTenzi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Akamutumidza zita rokuti Noa uye akati, “Achativaraidza pabasa uye napakurwadziwa kwokubata kwamaoko edu zvinobva pavhu rakatukwa naJehovha.”

Ver Capítulo Copiar

Genesi 5:29

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios