Genesi 5:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Mazuʋa ose aMetusara akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namakumi matanhatu namapfumbamŋe, akafa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Mazuva ose aMetusera akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namapfumbamwe, akafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Saka ose pamwechete, Metushera akagara mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu amakore ana mapfumbamwe ndokuzofa zvake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Saka ose pamwechete, Metushera akagara mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu amakore ana mapfumbamwe ndokuzofa zvake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Pamwe chete, Metusera akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namapfumbamwe, uye ipapo akafa. Ver Capítulo |