La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 5:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 mazuʋa ose aJaredi akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namakumi matanhatu namaʋiri, akafa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

20 mazuva ose aJaredhi akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namaviri, akafa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Saka ose pamwechete, Jaredhi akagara mazana mapfumbamwe ana makumi matanhatu amakore ana makore maviri ndokufa zvake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Saka ose pamwechete, Jaredhi akagara mazana mapfumbamwe ana makumi matanhatu amakore ana makore maviri ndokufa zvake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Pamwe chete, Jaredhi akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namaviri, uye ipapo akafa.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 5:20

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios