Genesi 5:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 wakaʋasika murume nomukadzi; akaʋaropafadza, akaʋatumidza zita rinonzi Munhu, musi waʋakasikwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 wakavasika murume nomukadzi; akavaropafadza, akavatumidza zita rinonzi Munhu, musi wavakasikwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akavasika murume nomukadzi uye akavaropafadza. Uye vakati vasikwa, akavatumidza kuti “munhu.” Ver Capítulo |