Genesi 5:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 shure kwokuɓerekwa kwaMaharareri Kenani wakagara makore anamazana masere namakumi manna; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 shure kwokuberekwa kwaMaharareri Kenani wakagara makore ana mazana masere namakumi mana; akabereka vanakomana navanasikana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kenani akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Mahararieri, Kenani akazogarazve mazana masere ana makumi mana amakore. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kenani akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Mahararieri, Kenani akazogarazve mazana masere ana makumi mana amakore. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye mushure mokubereka kwake Maharareri, Kenani akagara kwamakore mazana masere namakumi mana uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. Ver Capítulo |