La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 49:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Kutsamŋa kwaʋo ŋgakutukwe, nokuti kwakaŋga kuri kukuru; Nehasha dzaʋo, nokuti dzakaŋga dzakaipa; Ndicaʋaparadzanisa pakati paJakobo, Nokuʋaparadzira pakati paIsraeri.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Kutsamwa kwavo ngakutukwe, nokuti kwakanga kuri kukuru; Nehasha dzavo, nokuti dzakanga dzakaipa; Ndichavaparadzanisa pakati paJakobho, nokuvaparadzira pakati paIsiraeri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mwari ngaarange kutsamwa kwavo, nokuti kunotyisa. Ngaarange hasha dzavo nokuti dzinovaitisa utsinye. Ndichati mumwararire zvenyu muzvizvarwa zvaJakobho muti mwarara zvenyu mukati mavaIsiraeri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Mwari ngaarange kutsamwa kwavo, nokuti kunotyisa. Ngaarange hasha dzavo nokuti dzinovaitisa utsinye. Ndichati mumwararire zvenyu muzvizvarwa zvaJakobho muti mwarara zvenyu mukati mavaIsiraeri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Kutsamwa kwavo ngakutukwe, kunotyisa zvakadai, uye hasha dzavo, dzaiva noutsinye kudai! Ndichavaparadzira muna Jakobho uye ndigovatsaura muna Israeri.

Ver Capítulo Copiar

Genesi 49:7

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios