Genesi 49:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Unotutuma semvura, hauŋgaʋi noʋukuru; Nokuti wakakwira kuʋuʋato bgaɓaɓa ʋako, Ukaʋuȿiɓisa; wakakwira kumubeda waŋgu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Unotutuma semvura, haungavi noukuru; Nokuti wakakwira kuuvato hwababa vako, Ukausvibisa; wakakwira kumubedha wangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Unovhaira semvura iri kuvira, asi hauzovi mukuru nokuti wakapinda iwe mumba mangu, ini baba ukan'oresa pandinorara, uchitoenda zvako pauriri hwangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Unovhaira semvura iri kuvira, asi hauzovi mukuru nokuti wakapinda iwe mumba mangu, ini baba ukan'oresa pandinorara, uchitoenda zvako pauriri hwangu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Unozunguzika semvura zhinji, hauchazokundizve, nokuti wakakwira panhoo yababa vako, panhoo yangu uye ukaisvibisa. Ver Capítulo |