Genesi 49:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asheri ucaʋa neɀokudya ɀakakora; Iye ucaʋuya neɀinonaka ɀinofanira madzishe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Asheri achava nezvokudya zvakakora; Iye achauya nezvinonaka zvinofanira madzishe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Asheru achawana zvokudya, zvokudya zvakawanda zvakanaka, zvinotodyiwawo kwazvo namadzimambo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Asheru achawana zvokudya, zvokudya zvakawanda zvakanaka, zvinotodyiwawo kwazvo namadzimambo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Zvokudya zvaAsheri zvichava zvakakora; achauya nezvinonaka zvakafanira madzimambo. Ver Capítulo |