La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 48:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino Jakobo akati kunaJosefa: Mŋari wamasimba ose wakaɀiratidza kwandiri paRuzi, panyika yeKanani, akandiropafadza,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino Jakobho akati kuna Josefa, “Mwari waMasimbaose akazviratidza paRuzi, panyika yeKenani, akandiropafadza,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Iye Aripagomo akazviratidza kwandiri paRuzi kuKanani akandikomborera.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Iye Aripagomo akazviratidza kwandiri paRuzi kuKanani akandikomborera.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Jakobho akati kuna Josefa, “Mwari Wamasimba Ose akazviratidza kwandiri paRuzi munyika yeKenani, uye akandiropafadza ipapo,

Ver Capítulo Copiar




Genesi 48:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios