Genesi 48:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jakobo akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarirai, mŋanakomana wenyu, Josefa, woʋuya kwamuri. Israeri akaɀisimbaradza, akagara paʋuʋato. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Jakobho akaudzwa, zvichinzi, “Tarirai, mwanakomana wenyu, Josefa, wauya kwamuri.” Isiraeri akazvisimbaradza, akagara pauvato. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jakobho paakanzwa kuti mwana wake Josefi auya akazvisimbaradza akamuka akaita zvokugara pamubhedha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Jakobho paakanzwa kuti mwana wake Josefi auya akazvisimbaradza akamuka akaita zvokugara pamubhedha. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jakobho akati audzwa kuti, “Mwanakomana wako Josefa auya,” Israeri akazvisimbaradza uye akagara panhoo. Ver Capítulo |