Genesi 48:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 mutumŋa wakandidzikinura paneɀakaipa ɀose, ŋgaaropafadze ʋakomana aʋa; zita raŋgu ŋgaritumidzwe kwaʋari, namazita amadziɓaɓa aŋgu, Abrahama naIsaka, ʋawande kwaɀo panyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 mutumwa wakandidzikinura pane zvakaipa zvose, ngaaropafadze vanakomana ava; zita rangu ngaritumidzwe kwavari, namazita amadzibaba angu, Abhurahamu naIsaka, vawande kwazvo panyika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 iye mutumwa waMwari aindinunura pose pandainge ndawirwa nenjodzi, ngaakomborerewo vakomana ava. Zita rangu namazita amadzibaba angu Abhurahamu naIsaki ngaarege kurova pavana ivava. Mwari ngaavape vana vazhinji.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 iye mutumwa waMwari aindinunura pose pandainge ndawirwa nenjodzi, ngaakomborerewo vakomana ava. Zita rangu namazita amadzibaba angu Abhurahamu naIsaki ngaarege kurova pavana ivava. Mwari ngaavape vana vazhinji.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Mutumwa akandisunungura kubva pane zvakaipa zvose, ngaaropafadze vakomana ava. Ngavadanwe nezita rangu uye namazita amadzibaba angu Abhurahama naIsaka, uye ngavawande zvikuru pamusoro penyika.” Ver Capítulo |