Genesi 47:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ʋakati: Ndipikire; iye akaʋapikira. Ipapo Israeri akakotamira pamusoro woʋuʋato bgake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 Vakati, “Ndipikire;” iye akavapikira. Ipapo Isiraeri akakotamira pamusoro wouvato hwake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Jakobho akati, “Nditsidzire izvozvo.” Josefi ndokuvatsidza. Ipapo Jakobho akanga ari pamubhedha wake akabva atsikitsira musoro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona31 Jakobho akati, “Nditsidzire izvozvo.” Josefi ndokuvatsidza. Ipapo Jakobho akanga ari pamubhedha wake akabva atsikitsira musoro. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Ivo vakati, “Ndipikire.” Ipapo Josefa akapika kwaari, uye Israeri akanamata akasendamira pamusoro wetsvimbo yake. Ver Capítulo |