Genesi 47:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino Josefa akati kuʋanhu: Tarirai, ndakateŋgera Farao imi nenyika yenyu nhasi, hedzi mbeu, mudɀare panyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Zvino Josefa akati kuvanhu, “Tarirai, ndakatengera Farao imi nenyika yenyu nhasi, hedzi mbeu, mudyare panyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Josefi akazotaurira vanhu achiti, “Nhasi uno ndakutengai imi neminda yenyu kuti muve varanda vamambo. Hedzino mbeu dzokudyara muminda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Josefi akazotaurira vanhu achiti, “Nhasi uno ndakutengai imi neminda yenyu kuti muve varanda vamambo. Hedzino mbeu dzokudyara muminda. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Josefa akati kuvanhu, “Zvino zvandakutengai nhasi imi nenyika yenyu kuti muve vaFaro, heyi mbeu yokuti mudyare muminda. Ver Capítulo |