La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 47:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 ɀino tiŋgafa seiko pamberi penyu, isu nenyika yeɗu — Titeŋgei henyu, isu nenyika yeɗu, mutipei ɀokudya, isu nenyika yedu, tiʋe ʋaranda ʋaFarao; tipei ʋo mbeu, tirarame, tirege kufa, nenyika irege kushanduka iite saŋgo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 zvino tingafa seiko pamberi penyu, isu nenyika yedu? Titengei henyu, isu nenyika yedu, tive varanda vaFarao; tipeiwo mbeu, tirarame, tirege kufa, nenyika irege kushanduka iite sango.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ko tofa here imi makatarisa? Ko minda yedu yoparara zvayo here pamwe chete nesu? Chititengai zvenyu, mutengewo minda yedu mutipe zvokudya tive zvedu varanda vaFarao, minda yedu ive yake. Chenyu imi tipeiwo zvokudya tirege kufa. Mutipewo mbeu dzokudyara muminda yedu, irege kuita renje.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Tichafireiko pamberi penyu, isu nenyika yeduwo? Titengei isu nenyika yedu titsinhane nezvokudya, uye isu nenyika yedu tichava varanda vaFaro. Tipeiwo mbeu kuitira kuti tirarame uye tirege kufa, uye kuti nyika irege kuparara.”

Ver Capítulo Copiar

Genesi 47:19

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios