Genesi 46:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ndiʋo ʋanakomana ʋaRakeri, ʋakaɓerekerwa Jakobo; ʋose ʋaiʋa ʋanegumi naʋanna. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Ndivo vanakomana vaRakeri, vakaberekerwa Jakobho; vose vaiva vane gumi navana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ava ndivo vana navazukuru vaRakeri mudzimai waJakobho vose vari gumi navana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ava ndivo vana navazukuru vaRakeri mudzimai waJakobho vose vari gumi navana. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ava ndivo vakanga vari vanakomana vaRakeri vakanga vaberekerwa Jakobho, gumi navana pamwe chete. Ver Capítulo |