Genesi 46:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋanakomana ʋaRakeri, mukadzi waJakobo, ʋaiʋa Josefa naBenjamini. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Vanakomana vaRakeri, mukadzi waJakobho, vaiva Josefa naBhenjamini. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino vanakomana vaRakeri mudzimai waJakobho ndiJosefi naBhenjamini. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvino vanakomana vaRakeri mudzimai waJakobho ndiJosefi naBhenjamini. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vanakomana vaRakeri mukadzi waJakobho vaiva: Josefa naBhenjamini. Ver Capítulo |