Genesi 45:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Musafuŋga nhumbi dzenyu, nokuti ɀakaiȿo‐naka ɀenyika yose yeEgipita ndeɀenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Musafunga nhumbi dzenyu, nokuti zvakaisvonaka zvenyika yose yeIjipiti ndezvenyu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Regai zvenyu kuita hanya nezvezvinhu zvenyu zvichasarako, nokuti muchawana zvinhu zvakanyanya kunaka zvomuno muIjipiti.’ ” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Regai zvenyu kuita hanya nezvezvinhu zvenyu zvichasarako, nokuti muchawana zvinhu zvakanyanya kunaka zvomuno muIjipiti.’ ” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Musafunganya henyu nezvenhumbi dzenyu, nokuti zvakaisvonaka zvose zveIjipiti zvichava zvenyu.’ ” Ver Capítulo |