Genesi 45:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino mukurumbira waɀo wakanzwika mumba maFarao, ɀicinzi: Ʋana ʋaɓaɓa ʋaJosefa ʋaȿika! Farao naʋaranda ʋake ʋakafara naiɀoɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Zvino mukurumbira wazvo wakanzwika mumba maFarao, zvichinzi, “Vana vababa vaJosefa vasvika!” Farao navaranda vake vakafara naizvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Shoko rakazosvikawo kumuzinda waFarao rokuti vakoma vaJosefi vakasvika. Farao namachinda ake vakafara kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Shoko rakazosvikawo kumuzinda waFarao rokuti vakoma vaJosefi vakasvika. Farao namachinda ake vakafara kwazvo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Shoko rakati rasvika kumuzinda waFaro kuti madzikoma aJosefa akanga auya, Faro namachinda ake ose vakafara. Ver Capítulo |