La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 45:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Akawira pamutsipa waBenjamini, munuŋuna wake, akacema; naiye Benjamini akacema pamutsipa wake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Akawira pamutsipa waBhenjamini, mun'una wake, akachema, naiye Bhenjamini akachema pamutsipa wake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ipapo akawira pamutsipa womununʼuna wake Bhenjamini akachema, uye Bhenjamini akamumbundikirawo achichema.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 45:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios