Genesi 44:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Tarirai, mari yatakawana pamiromo yehomo dzeɗu takadzoka nayo kwamuri ticibva kunyika yeKanani; taigoɓa seiko sirveri kana ndarama mumba mashe wenyu? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Tarirai, mari yatakawana pamiromo yehomwe dzedu takadzoka nayo kwamuri tichibva kunyika yeKenani; taigoba seiko sirivha kana ndarama mumba mashe wenyu? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Inga wani mari yatakawana mumiromo yetsapo dzedu takadzoka nayo tichibva kunyika yeKanani. Ko taizoba seiko sirivha kana ndarama mumba matenzi wenyu? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Inga wani mari yatakawana mumiromo yetsapo dzedu takadzoka nayo tichibva kunyika yeKanani. Ko taizoba seiko sirivha kana ndarama mumba matenzi wenyu? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Takadzoka kwamuri kubva kunyika yeKenani kunyange nemari yatakawana mumiromo yamasaga edu. Saka taizobireiko sirivha kana goridhe mumba matenzi wenyu? Ver Capítulo |