Genesi 44:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakati kwaari: Ko ishe weɗu unotaurirei mashoko akaɗai — Haiȿa, ʋaranda ʋenyu haʋaŋgaiti cinhu cakaɗai. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Vakati kwaari, “Ko ishe wedu anotaurirei mashoko akadai? Haisa, varanda venyu havangaiti chinhu chakadai. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Varume ava vakati, “Ko changamire, ishe wedu anotaurireiko mashoko akadaro? Isu varanda venyu hatingaite chinhu chakadaro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Varume ava vakati, “Ko changamire, ishe wedu anotaurireiko mashoko akadaro? Isu varanda venyu hatingaite chinhu chakadaro. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi ivo vakati kwaari, “Seiko ishe wangu achitaura zvinhu zvakadai? Ngazvive kure navaranda venyu kuti vaite chinhu chakadaro! Ver Capítulo |