Genesi 44:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 ʋacati kana ʋaciʋona kuti mukomana asinesu, ʋacafa; naiɀoɀo ʋaranda ʋenyu ʋacaɓurusira vudzi jena romuranda wenyu, ɓaɓa ʋeɗu, kubgiro nokucema. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 vachati kana vachiona kuti mukomana asinesu, vachafa; naizvozvo varanda venyu vachaburutsira vhudzi jena romuranda wenyu, baba vedu, kuhwiro nokuchema. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 pavanongoona kuti isu tinenge tisina mukomana iyeyu vanofa. Ivo varanda venyu tinobva takonzera kuti baba wedu, ivo muranda wenyu, vachena musoro vasvike pakufa vaine shungu mumwoyo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona31 pavanongoona kuti isu tinenge tisina mukomana iyeyu vanofa. Ivo varanda venyu tinobva takonzera kuti baba wedu, ivo muranda wenyu, vachena musoro vasvike pakufa vaine shungu mumwoyo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 vakaona kuti mukomana haapo, vachafa. Muranda wenyu achaendesa musoro wachena wababa vedu kuguva mukusuwa. Ver Capítulo |