La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 43:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Juda akati kunaIsraeri, ɓaɓa ʋake: Tumai henyu mukomana neni, tisimuke, tiende, tirarame, tirege kufa, isu nemi, naʋanana ʋeɗu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Judha akati kuna Isiraeri, baba vake, “Tumai henyu mukomana neni, tisimuke, tiende, tirarame, tirege kufa, isu nemi, navana vedu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Judha akati kuna baba vake Isiraeri, “Dai mukandipa zvenyu mwana uyu tipinde munzira tiende kuti tose imi nesu navana vedu tipone tirege kufa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Judha akati kuna baba vake Isiraeri, “Dai mukandipa zvenyu mwana uyu tipinde munzira tiende kuti tose imi nesu navana vedu tipone tirege kufa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ipapo Judha akati kuna Israeri baba vake, “Tumai mukomana pamwe chete neni tibve taenda izvozvi, kuitira kuti isu nemi navana vedu tirarame uye tirege kufa.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 43:8

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios