La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 43:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Iye akasimudza meso ake, akaʋona Benjamini, munuŋuna wake, mŋanakomana wamai ʋake, akati: Ndiye here munuŋuna wenyu muɗuku, worugotwe, wamakandiʋudza — Akati: Mŋari ŋgaaʋe nenyasha newe, mŋana waŋgu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Iye akasimudza meso ake, akaona Bhenjamini, mun'una wake, mwanakomana wamai vake, akati, “Ndiye here mun'una wenyu muduku worugotwe, wamakandiudza?” Akati, “Mwari ngaave nenyasha newe, mwana wangu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Josefi akatarisa ndokuona Bhenjamini munun'una wake, buda ndibudewo naye akati, “Saka uyu ndiye munun'una wenyu wokupedzesera wamakandiudza nhai? Mwari ngaakunzwire nyasha mwanangu!”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Josefi akatarisa ndokuona Bhenjamini munun'una wake, buda ndibudewo naye akati, “Saka uyu ndiye munun'una wenyu wokupedzesera wamakandiudza nhai? Mwari ngaakunzwire nyasha mwanangu!”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Paakatarisa-tarisa akaona mununʼuna wake Bhenjamini, mwanakomana wamai vake chaiye, akabvunza akati, “Uyu ndiye mununʼuna wenyu gotwe, wamakandiudza nezvake here?” Uye akati, “Mwari akuitire nyasha, mwanakomana wangu.”

Ver Capítulo Copiar




Genesi 43:29

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios