La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 43:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Iʋo ʋakati: Muranda wenyu, ɓaɓa ʋeɗu, ʋakafara haʋo, ʋaciri ʋapenyu. Ʋakakotama, ʋakanamata.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Ivo vakati, “Muranda wenyu, baba vedu, vakafara havo, vachiri vapenyu.” Vakakotama, vakanamata.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Ivo vakati, “Muranda wenyu ivo baba vedu varipo zvavo, vapenyu vaya.” Vakagwadamira Josefi vachimuremekedza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Ivo vakati, “Muranda wenyu ivo baba vedu varipo zvavo, vapenyu vaya.” Vakagwadamira Josefi vachimuremekedza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Vakapindura vakati, “Muranda wenyu, ivo baba vedu vachiri vapenyu uye vanofara.” Uye vakakotama pasi kuti vamuremekedze.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 43:28

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios