Genesi 4:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kaini akaziʋa mukadzi wake, akatora mimba, akapona Enoki; akaʋaka guta, akatumidza guta zita romŋanakomana wake Enoki. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Kaini akaziva mukadzi wake, akatora mimba, akapona Enoki; akavaka guta, akatumidza guta zita romwanakomana wake Enoki. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kaini akasangana nomudzimai wake. Mudzimai wake akabva ava napamuviri ndokubereka Enoki. Akavaka guta akaritumidza zita romwana wake rokuti Enoki. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kaini akasangana nomudzimai wake. Mudzimai wake akabva ava napamuviri ndokubereka Enoki. Akavaka guta akaritumidza zita romwana wake rokuti Enoki. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kaini akarara nomukadzi wake, akava nemimba akamuberekera Enoki. Ipapo Kaini akanga achivaka guta, uye akaritumidza zita romwanakomana wake Enoki. Ver Capítulo |