Genesi 3:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 asi kana iri micero yomuti uri pakati pomunda, Mŋari wakati: Regai kuudya, kana kuuɓata, kuti murege kufa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 asi kana iri michero yomuti uri pakati pomunda, Mwari akati, ‘Regai kuudya, kana kuubata, kuti murege kufa.’ ” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi Mwari akati musadye muchero womuti uri pakati pebindu, kana kuubata zvako nokuti mungafe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi Mwari akati musadye muchero womuti uri pakati pebindu, kana kuubata zvako nokuti mungafe.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 asi Mwari akati, ‘Hamufaniri kudya muchero unobva pamuti uri pakati pebindu, uye musaubata kuti murege kufa.’ ” Ver Capítulo |