Genesi 3:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ucadya ɀokudya ɀako neziya reciso cako kuȿikira ucidzokera kuvu; nokuti wakatorwa kwariri. Ɀauri guruʋa, ucadzokera ɀe kuguruʋa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 uchadya zvokudya zvako neziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu; nokuti wakatorwa kwariri. Zvauri guruva, uchadzokerazve kuguruva.’ ” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Chokudya chako chichava chedikita kudzamara wadzokera muvhu, nokuti wakabva kuivhu, uri vhu, uchadzokerazve kuivhu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Chokudya chako chichava chedikita kudzamara wadzokera muvhu, nokuti wakabva kuivhu, uri vhu, uchadzokerazve kuivhu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Neziya rechiso chako uchadya zvokudya zvako kusvikira wadzokera kuguruva, sezvo wakatorwa kwariri; nokuti uri guruva, kuguruva uchadzokera.” Ver Capítulo |