Genesi 2:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Jehova Mŋari akaʋumba munhu neguruʋa revu, akafuridzira mŋeya woʋupenyu mumhino dzake; munhu akaʋa mŋeya mupenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Jehovha Mwari akaumba munhu neguruva revhu, akafuridzira mweya woupenyu mumhino dzake; munhu akava mweya mupenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mwari Tenzi akatora ivhu panyika akaumba munhu, akamufemera mweya woupenyu mumhuno dzake. Munhu ndokubva ava noupenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mwari Tenzi akatora ivhu panyika akaumba munhu, akamufemera mweya woupenyu mumhuno dzake. Munhu ndokubva ava noupenyu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Jehovha Mwari akaumba munhu kubva paguruva revhu uye akafemera mweya woupenyu mumhino dzake, uye munhu akava mupenyu. Ver Capítulo |