La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 1:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Mŋari akati: Tarirai, ndakakupai miriʋo yose inoɓereka mbeu, iri panyika yose, nemiti yose inemicero yemiti inoɓereka mbeu, kuti ɀiʋe ɀokudya ɀenyu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Mwari akati: Tarirai, ndakakupai miriwo yose inobereka mbeu, iri panyika yose, nemiti yose ine michero yemiti inobereka mbeu, kuti zvive zvokudya zvenyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Mwari akati, “Chionai, ndakupai zvinomera zvose zvine mhodzi dzazvo zviri panyika, nemiti inobereka michero ine mhodzi kuti zvive chokudya chenyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Mwari akati, “Chionai, ndakupai zvinomera zvose zvine mhodzi dzazvo zviri panyika, nemiti inobereka michero ine mhodzi kuti zvive chokudya chenyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ipapo Mwari akati, “Ndinokupai miriwo yose inobereka iri pamusoro penyika yose nemiti yose ine michero, ine mhodzi mukati mayo. Zvichava zvokudya zvenyu.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 1:29

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios