Firemoni 1:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti ɀimŋe wakaparadzaniswa newe ciŋguʋa nemhaka iyi, kuti ugozoʋa naye nokusiŋgaperi; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti zvimwe wakaparadzaniswa newe chinguva nemhaka iyi, kuti ugozova naye nokusingaperi; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pamwe ndizvo zvakaita kuti amboparadzaniswa newe kwekachinhambo kuti azodzorerwa kwauri zvachose, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Pamwe ndizvo zvakaita kuti amboparadzaniswa newe kwekachinhambo kuti azodzorerwa kwauri zvachose, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Nokuti zvimwe wakaparadzaniswa naye kwechinguva kuti ugozova naye nokusingaperi, Ver Capítulo |