Firemoni 1:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndinokumbira ɀikuru kwauri pamsoro pomŋana waŋgu, wandakaɓereka pakusuŋgwa kwaŋgu, Onesimo, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Ndinokumbira zvikuru kwauri pamusoro pomwana wangu, wandakabereka pakusungwa kwangu, Onesimo, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndinokuteterera ndichikumbirira mwana wangu Onesimo wandakabereka muusungwa hwangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndinokuteterera ndichikumbirira mwana wangu Onesimo wandakabereka muusungwa hwangu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 ndinokumbira kwauri pamusoro pomwanakomana wangu Onesimasi, akava mwanakomana wangu pakusungwa kwangu. Ver Capítulo |