La Biblia Online

- Anuncios -

Estere 6:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Mambo akati: Ndianiko uri paruʋazhe? Ɀino Hamani wakaŋga apinda paruʋazhe rwokunze rweimba yamambo, aciɗa kukumbira kunamambo kuti Mordekai asuŋgirirwe pamatanda aakaŋga amugadzirira.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Mambo akati, “Ndianiko uri paruvanze?” Zvino Hamani akanga apinda paruvanze rwokunze kweimba yamambo, achida kukumbira kuna mambo kuti Modhekai asungirirwe namatanda aakanga amugadzirira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mambo akabva ati, “Ndianiko ari munhandare umu?” Izvozvo Hamani akanga achangoti pindei munhandare yokunze yomumuzinda wamambo kuzopira kuna mambo nyaya yokuti Modhekai asungirirwe pamutandarikwa uya waakanga amugadzirira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mambo akabva ati, “Ndianiko ari munhandare umu?” Izvozvo Hamani akanga achangoti pindei munhandare yokunze yomumuzinda wamambo kuzopira kuna mambo nyaya yokuti Modhekai asungirirwe pamutandarikwa uya waakanga amugadzirira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Mambo akati, “Ndiani ari muruvazhe?” Zvino Hamani akanga achangopinda muruvazhe rwokunze rwapamuzinda kuti azotaura kuna mambo maererano nokusungirira Modhekai pamatanda aakanga amisa.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

4 Mambo akati, “Ndianiko uri paruvanze?” Zvino Hamani akanga apinda paruvanze rwokunze kweimba yamambo, achida kukumbira kuna mambo kuti Modhekai asungirirwe namatanda aakanga amugadzirira.

Ver Capítulo Copiar

Estere 6:4

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios