La Biblia Online

- Anuncios -

Estere 4:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ipapo Estere akaɗana Hataki, mumŋe waʋaranda ʋamambo, waakaŋga araira kumuɓatira, akamuraira kuti aende kunaMordekai kundonzwa kuti cinyi, ʋuye mhaka yeiko.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ipapo Esiteri akadana Hataki, mumwe wavaranda vamambo, waakanga araira kumubatira, akamuraira kuti aende kuna Modhekai kundonzwa kuti chinyi, uye mhaka yeiko.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvino Esita akadaidza Hataki mumwe muyuniki wokwamambo akanga apiwa basa rokumuchengeta vakamutuma kuna Modhekai kuti andonzwa kuti chii chaizvo uye kuti zvauya sei.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zvino Esita akadaidza Hataki mumwe muyuniki wokwamambo akanga apiwa basa rokumuchengeta vakamutuma kuna Modhekai kuti andonzwa kuti chii chaizvo uye kuti zvauya sei.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo Esteri akatuma Hataki, mumwe wavaranda vamambo vaimushandira, akamurayira kuti atsvake kuti dambudziko raModhekai raiva rei uye kuti rakanga ravapo nokuda kwei.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

5 Ipapo Esiteri akadana Hataki, mumwe wavaranda vamambo, waakanga araira kumubatira, akamuraira kuti aende kuna Modhekai kundonzwa kuti chinyi, uye mhaka yeiko.

Ver Capítulo Copiar

Estere 4:5

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios