Estere 4:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akaȿika ʋo pamberi pesuʋo ramambo; nokuti wakafuka magumbu haana‐kutenderwa kupinda pasuʋo ramambo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 akasvikawo pamberi pesuo ramambo; nokuti akafuka masaga haana kutenderwa kupinda pasuo ramambo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akandosvika mberi kwesuo guru rokwamambo asi haana kupinda nokuti hapana aikwanisa kupinda pasuo guru rokwamambo akapfeka masaga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akandosvika mberi kwesuo guru rokwamambo asi haana kupinda nokuti hapana aikwanisa kupinda pasuo guru rokwamambo akapfeka masaga. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asi akangosvika pasuo ramambo chete, nokuti munhu akapfeka masaga akanga asingabvumirwi kupinda. Ver CapítuloShona BIBLE2 akasvikawo pamberi pesuwo ramambo; nokuti akafuka masaga haana kutenderwa kupinda pasuwo ramambo. Ver Capítulo |