La Biblia Online

- Anuncios -

Estere 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 ɀino musikana unofarirwa namambo ŋgaaʋe ʋahosi panɀimbo yaVashti. Iɀoɀo ɀikafadza mambo, akaita saiɀoɀo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

4 “Zvino musikana unofarirwa namambo ngaave vahosi panzvimbo yaVashiti.” Izvozvo zvikafadza mambo, akaita saizvozvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mhandara inenge yafarirwa namambo ngaive iyo vahosi vamambo panzvimbo yaVhashiti.” Izvi zvakafadza mambo vakaita saizvozvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mhandara inenge yafarirwa namambo ngaive iyo vahosi vamambo panzvimbo yaVhashiti.” Izvi zvakafadza mambo vakaita saizvozvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Zvino musikana uyo anofadza mambo ngaave vahosi pachinzvimbo chaVhashiti.” Zano iri rakafadza mambo, uye akaita saizvozvo.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

4 “Zvino musikana unofarirwa namambo ngaave vahosi panzvimbo yaVashiti.” Izvozvo zvikafadza mambo, akaita saizvozvo.

Ver Capítulo Copiar

Estere 2:4

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios